Psalms 21:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti munomukomborera ɀikuru nokusiŋgaperi; Munomufadza nomufaro pamberi penyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo makamupa maropafadzo anogara nokusingaperi, mukamufadza nomufaro pamberi penyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti makaisa zvikomborero zvenyu paari nokusingaperi uye anofara nokuvapo kwenyu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti munomukomborera zvikuru nokusingaperi; Munomufadza nomufaro pamberi penyu.
Shona 2009?
Nokuti munomukomborera zvikuru nokusingaperi; Munomufadza nomufaro pamberi penyu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti munomukomborera zvikuru nokusingaperi; Munomufadza nomufaro pamberi penyu.