Psalms 22:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaiswa kwamuri kubva paciɀaro; Imi muri Mŋari waŋgu kubva paɗumbu ramai ʋaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva pakuzvarwa kwangu, ndakaiswa kwamuri; kubva mudumbu ramai vangu, makanga muchingova Mwari wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakapirwa kwamuri kubvira pakuberekwa kwangu. Kubvira pandakaberekwa naamai vangu ndimi manga muri Mwari wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakaiswa kwamuri kubva pachizvaro; Imi muri Mwari wangu kubva padumbu ramai vangu.
Shona 2009?
Ndakaiswa kwamuri kubva pachizvaro; imwi muri Mwari wangu kubva padumbu ramai vangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakaiswa kwamuri kubva pachizvaro; Imi muri Mwari wangu kubva padumbu ramai vangu.