Psalms 22:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Regai kuʋa kure neni; nokuti njodzi iri pedyo; Nokuti hapana‐uŋgaɓatsira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Regai kuva kure neni, nokuti dambudziko riri pedyo uye hakuna angabatsira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musave kure neni nokuti nhamo iri padyo uye hapana wokundibatsira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Regai kuva kure neni; nokuti njodzi iri pedyo; Nokuti hapana angabatsira.
Shona 2009?
Regai kuva kure neni; nokuti njodzi iri pedo; Nokuti hapana angabatsira.
Shona SUB 2002 Bible
Regai kuva kure neni; nokuti njodzi iri pedyo; Nokuti hapana angabatsira.