Psalms 22:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari waŋgu, ndinoɗana masikati, asi hamupinduri; Noʋusiku, asi handiwani zororo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Mwari wangu, ndinodanidzira masikati, asi hamundipinduri, nousiku, uye handinyarari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari wangu, ndinochema masikati asi hamupinduri uye nousiku asi handiwani zororo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari wangu, ndinodana masikati, asi hamupinduri; Nousiku, asi handiwani zororo.
Shona 2009?
Mwari wangu, ndinodana masikati, asi hamupinduri; Nousiku, asi handiwani zororo.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari wangu, ndinodana masikati, asi hamupinduri; Nousiku, asi handiwani zororo.