Psalms 22:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rwirai mŋeya waŋgu pamunondo; Muɗikanwa waŋgu pasimba rembga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rwirai upenyu hwangu pamunondo, ihwo upenyu hwangu hunokosha, kubva pasimba rembwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinunureiwo kubakatwa mununure upenyu hwangu kusimba rembwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rwirai mweya wangu pamunondo; Mudikanwa wangu pasimba rembwa.
Shona 2009?
Rwirai mweya wangu pamunondo; Mudikamwa wangu pasimba rembwa.
Shona SUB 2002 Bible
Rwirai mweya wangu pamunondo; Mudikanwa wangu pasimba rembwa.