Psalms 22:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti haana‐kuɀidza kana kusema ɗambudziko rounotambudzwa; Kana kumuʋanzira ciso cake; Asi paŋguʋa yaakacema kwaari wakamunzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti haana kuzvidza kana kusema chibayiro chaiye akatambudzwa; haana kumuvanzira chiso chake, asi akanzwa kuchemera kwake rubatsiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti haana kuzvidza kana kusema nhamo yavatamburi. Haana kuvanza uso hwake kwaari asi akamunzwa paakachema kwaari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti haana kuzvidza kana kusema dambudziko raanotambudzwa; Kana kumuvanzira chiso chake; Asi panguva yaakachema kwaari akamunzwa.
Shona 2009?
Nokuti haana kuzvidza kana kusema dambudziko raanotambudzwa; Kana kumuvanzira chiso chake; Asi panguva yaakachema kwaari akamunzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti haana kuzvidza kana kusema dambudziko raanotambudzwa; Kana kumuvanzira chiso chake; Asi panguva yaakachema kwaari akamunzwa.