Psalms 22:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kurumbidza kwaŋgu paʋuŋgano huru kunobva kwamuri; Ndicaripa mhiko dzaŋgu pamberi paʋanomutya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwamuri ndiko kunobva dingindira rerumbidzo yangu paungano huru; ndichazadzisa mhiko dzangu pamberi pavanokutyai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvokuti ndikurumbidzei mugungano guru, zvinotobva kwamuri, zvandakatsidza ndichazviita ndiri muvanhu vanokutyai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kurumbidza kwangu paungano huru kunobva kwamuri; Ndicharipa mhiko dzangu pamberi pavanomutya.
Shona 2009?
Kurumbidza kwangu paungano huru kunobva kwamuri; Ndicharipa mhiko dzangu pamberi pavanomutya.
Shona SUB 2002 Bible
Kurumbidza kwangu paungano huru kunobva kwamuri; Ndicharipa mhiko dzangu pamberi pavanomutya.