Psalms 22:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋake ʋacanamata kwaari; Rudzi runoteʋera rucaʋudzwa ɀaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vana vake vachamushumira; marudzi anotevera achaudzwa nezvaIshe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvizvarwa zvichauya zvichamushumira zvizvarwa zvinotevera zvichataurirwa nezvaTENZI
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vake vachanamata kwaari; Rudzi runotevera ruchaudzwa zvaJehovha.
Shona 2009?
Vana vake vachanamata kwaari; Rudzi runotevera ruchaudzwa zvaJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Vana vake vachanamata kwaari; Rudzi runotevera ruchaudzwa zvaJehovha.