Psalms 22:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacaʋuya ʋaciɗudzira kururama kwake Kuʋanhu ʋacazoɀarwa, kuti ndiye wakaɀiita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachaparidza kururama kwake kuvanhu vasati vaberekwa, nokuti akazviita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvichauyawo zvigoparidza ururami hwake kuvanhu vachatozozvarwa kuti, “TENZI akazviita.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachauya vachidudzira kururama kwake Kuvanhu vachazozvarwa, kuti ndiye wakazviita.
Shona 2009?
Vachauya vachidudzira kururama kwake Kuvanhu vachazozvarwa, kuti ndiye wakazviita.
Shona SUB 2002 Bible
Vachauya vachidudzira kururama kwake Kuvanhu vachazozvarwa, kuti ndiye wakazviita.