Psalms 22:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Madziɓaɓa eɗu akaʋimba nemi; Ʋakaʋimba, imi mukaʋarwira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madzibaba edu akavimba nemi; vakavimba, uye mukavarwira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madzibaba edu akavimba nemi, vakavimba, imi mukavanunura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Madzibaba edu akavimba nemi; Vakavimba, imi mukavarwira.
Shona 2009?
Madzibaba edu akavimba nemi; Vakavimba, imwi mukavarwira.
Shona SUB 2002 Bible
Madzibaba edu akavimba nemi; Vakavimba, imi mukavarwira.