Psalms 22:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakacema kwamuri, ʋakarwirwa; Ʋakaʋimba nemi, ʋakasanyadziswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakachema kwamuri, vakaponeswa; vakavimba nemi uye havana kunyadziswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakachema kwamuri vakanunurwa vakavimba nemi vakasanyadziswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakachema kwamuri, vakarwirwa; Vakavimba nemi, vakasanyadziswa.
Shona 2009?
Vakachema kwamuri, vakarwirwa; Vakavimba nemi, vakasanyadziswa.
Shona SUB 2002 Bible
Vakachema kwamuri, vakarwirwa; Vakavimba nemi, vakasanyadziswa.