Psalms 22:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ini ndiri honye, handizi munhu; Ndiri cinhu cinoɀidzwa naʋanhu, cinoshoʋorwa naʋanhu ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ini ndiri honye kwete munhu, ndinozvidzwa navanhu uye ndinoshorwa namarudzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ini ndiri honye, handisi munhu ndinoshorwa navanhu, ndinozvidzwa navanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ini ndiri honye, handizi munhu; Ndiri chinhu chinozvidzwa navanhu, chinoshorwa navanhu vose.
Shona 2009?
Asi ini ndiri honye, handizi munhu; Ndiri chinhu chinozvidzwa navanhu, chinoshorwa navanhu vose.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ini ndiri honye, handizi munhu; Ndiri chinhu chinozvidzwa navanhu, chinoshorwa navanhu vose.