Psalms 22:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ciɀiisai kunaJehova; iye ŋgaamurwire; Ŋgaamurwire, ɀaanomufarira iye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Anovimba naJehovha; Jehovha ngaamununure. Ngaamuponese, sezvo achimufarira.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Akazviturira kuna TENZI, ko ngaachimuponesa, ngaachimununuraka nokuti anomuda.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Chizviisai kuna Jehovha; iye ngaamurwire; Ngamurwire, zvaanomufarira iye.”
Shona 2009?
"Chizviisai kuna Jehovha; iye ngaamurwire; Ngaamurwire, zvaanomufarira iye."
Shona SUB 2002 Bible
“Chizviisai kuna Jehovha; iye ngaamurwire; Ngamurwire, zvaanomufarira iye.”