Psalms 22:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndimi makandiɓuɗisa paciɀaro; Makandiʋimbisa nemi ndiciri pamazamu amai ʋaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndimi makandibudisa mudumbu; mukaita kuti ndivimbe nemi ndichiri pachipfuva chamai vangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi imi ndimi makandiburitsa munhumbu mukandichengeta zvakanaka pandaiyamwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ndimi makandibudisa pachizvaro; Makandivimbisa nemi ndichiri pamazamu amai vangu.
Shona 2009?
Asi ndimi makandibudisa pachizvaro; Makandivimbisa nemwi ndichiri pamazamu amai vangu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ndimi makandibudisa pachizvaro; Makandivimbisa nemi ndichiri pamazamu amai vangu.