Psalms 23:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, kunyaŋge ndikafamba mumupata womumvuri worufu, Handiŋgatoŋgotyi ɀakaipa; nokuti imi mune’ni; Tȿimbo yenyu nomuɗonɀo wenyu ɀinondinyaradza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange ndikafamba nomumupata womumvuri worufu, handingatyi zvakaipa, nokuti imi muneni; tsvimbo yenyu nomudonzvo wenyu zvinondinyaradza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange ndikafamba mumupata werima rakati kwirindindi handingatyi chakaipa nokuti imi muneni. Tsvimbo yenyu nomudonzvo wenyu zvinondinyaradza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, kunyange ndikafamba mumupata womumvuri worufu, Handingatongotyi zvakaipa; nokuti imi muneni; Tsvimbo yenyu nomudonzvo wenyu zvinondinyaradza.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, kunyange ndikafamba mumupata womumvuri worufu, Handingatongotyi zvakaipa; nokuti imwi muneni; Tsvimbo yenyu nomudonzvo wenyu zvinondinyaradza.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, kunyangwe ndikafamba mumupata womumvuri worufu, Handingatongotyi zvakaipa; nokuti imi muneni; Tsvimbo yenyu nomudonzvo wenyu zvinondinyaradza.