Psalms 23:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munondigadzirira tafura pamberi paʋadziʋisi ʋaŋgu; Makazodza musoro waŋgu namafuta; mukombe waŋgu unopfacuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munondigadzirira tafura pamberi pavavengi vangu. Munozodza musoro wangu namafuta; mukombe wangu unopfachukira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munondigadzirira tafura pamberi pangu vavengi vangu vachiona, munozora musoro wangu mafuta, mukombe wangu unotofashukira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munondigadzirira chokudya pamberi pavadzivisi vangu; Makazodza musoro wangu namafuta; mukombe wangu unopfachuka.
Shona 2009?
Munondigadzirira chokudya pamberi pavadzivisi vangu; Makazodza musoro wangu namafuta; mukombe wangu unopfachuka.
Shona SUB 2002 Bible
Munondigadzirira chokudya pamberi pavadzivisi vangu; Makazodza musoro wangu namafuta; mukombe wangu unopfachuka.