Psalms 24:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakaiteya pamsoro pamakuŋgwa, Nokuisimbisa pamsoro penzizi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti akaiteya pamusoro pamakungwa uye akaisimbisa pamusoro pemvura zhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti akaidzika mumakungwa, akaimisa panzizi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti wakaiteya pamusoro pamakungwa, Nokuisimbisa pamusoro penzizi.
Shona 2009?
Nokuti wakaiteya pamusoro pamakungwa, Nokuisimbisa pamusoro penzizi.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti wakaiteya pamusoro pamakungwa, Nokuisimbisa pamusoro penzizi.