Psalms 24:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye ucapiwa mukomborero naJehova, Nokururamiswa naMŋari muponesi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye achagamuchira mukomborero unobva kuna Jehovha nokururamiswa kunobva kuna Mwari woruponeso rwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achawana chikomborero chinobva kuna TENZI achanzi munhu akarurama naMwari mununuri wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye achapiwa mukomborero naJehovha, Nokururamiswa naMwari muponesi wake.
Shona 2009?
Iye achapiwa mukomborero naJehovha, Nokururamiswa naMwari muponesi wake.
Shona SUB 2002 Bible
Iye achapiwa mukomborero naJehovha, Nokururamiswa naMwari muponesi wake.