Psalms 25:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu ndoupiko unotya Jehova? Ndiye waacadzidzisa nzira yaanofanira kusanaŋgura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiani, zvino, munhu anotya Jehovha? Achamudzidzisa nzira yaakasarudzirwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani anotya TENZI? Iyeyo ndiye waachadzidzisa nzira yaanofanira kusarudza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu ndoupiko anotya Jehovha? Ndiye waachadzidzisa nzira yaanofanira kusanangura.
Shona 2009?
Munhu ndoupiko anotya Jehovha? Ndiye waachadzidzisa nzira yaanofanira kusanangura.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu ndoupiko anotya Jehovha? Ndiye waachadzidzisa nzira yaanofanira kusanangura.