Psalms 25:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maɗambudziko omŋoyo waŋgu awanda kwaɀo; Haiwa, ndiɓuɗisei panjodzi dzaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Matambudziko omwoyo wangu awanda; ndisunungurei pakurwadziwa kwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndisunungureiwo kunhamo dziri mumwoyo mangu; ndinyurureiwo mukushushikana kwangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Madambudziko omwoyo wangu awanda kwazvo; Haiwa, ndibudisei panjodzi dzangu.
Shona 2009?
matambudziko omoyo wangu awanda kwazvo; Haiwa, ndibudisei panjodzi dzangu.
Shona SUB 2002 Bible
Matambudziko omwoyo wangu awanda kwazvo; Haiwa, ndibudisei panjodzi dzangu.