Psalms 25:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai kutambudzika kwaŋgu nokurwadziwa kwaŋgu; Mundikaŋganwire ɀiʋi ɀaŋgu ɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tarirai kutambudzika kwangu nenhamo yangu, mugobvisa zvivi zvangu zvose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tarisai kutambudzika kwangu nokunetsekana kwangu mundiregererewo zvitadzo zvangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai kutambudzika kwangu nokurwadziwa kwangu; Mundikanganwire zvivi zvangu zvose.
Shona 2009?
Tarirai kutambudzika kwangu nokurwadziwa kwangu; Mundikangamwire zvivi zvangu zvose.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai kutambudzika kwangu nokurwadziwa kwangu; Mundikanganwire zvivi zvangu zvose.