Psalms 25:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai ʋaʋeŋgi ʋaŋgu, nokuti ʋazhinji; Ʋanondiʋeŋga nehasha dzembeŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tarirai kuwanda kwaita vavengi vangu, uye kuti vanondivenga zvakakura sei!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tarisai muone kuwanda kwakaita vavengi vangu uye muone kundipengera kwavanoita noruvengo vanondivenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai vavengi vangu, nokuti vazhinji; Vanondivenga nehasha dzembengo.
Shona 2009?
Tarirai vavengi vangu, nokuti vazhinji; Vanondivenga nehasha dzembengo.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai vavengi vangu, nokuti vazhinji; Vanondivenga nehasha dzembengo.