Psalms 25:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari waŋgu, ndinoʋimba nemi, Ŋgandirege kunyadziswa; Ʋaʋeŋgi ʋaŋgu ŋgaʋarege kundikunda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
haiwa Mwari wangu, ndinovimba nemi. Musandirega ndichinyadziswa, uye musarega vavengi vangu vachindikunda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari wangu ndinovimba nemi, musandirege ndichinyadziswa; vavengi vangu ngavarege kunditsvinyira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari wangu, ndinovimba nemi, Ngandirege kunyadziswa; Vavengi vangu ngavarege kundikunda.
Shona 2009?
Mwari wangu, ndinovimba nemi, Ngandirege kunyadziswa; Vavengi vangu ngavarege kundikunda.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari wangu, ndinovimba nemi, Ngandirege kunyadziswa; Vavengi vangu ngavarege kundikunda.