Psalms 25:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, hapano‐munhu unokumirirai uŋganyadziswa; Ʋacanyadziswa ndiʋo ʋanonyeŋgera pasinecinhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hapana munhu ane tariro mamuri achanyadziswa, asi vachanyadziswa avo vanonyengera pasina chikonzero.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vanotarisira mamuri ngavarege kunyadziswa; asi vanonyengedza pasina chikonzero ngavanyadziswe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, hapana munhu anokumirirai anganyadziswa; Vachanyadziswa ndivo vanonyengera pasina chinhu.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, hapana munhu anokumirirai anganyadziswa; Vachanyadziswa ndivo vanonyengera pasina chinhu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, hapana munhu anokumirirai anganyadziswa; Vachanyadziswa ndivo vanonyengera pasina chinhu.