Psalms 25:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaperekedza ʋanyoro muneɀakarurama; Ucadzidzisa ʋanyoro nzira yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anotungamirira vanozvininipisa mune zvakarurama, uye anovadzidzisa nzira yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anotungamirira vanozvirereka muururami achidzidzisa vanozvirereka nzira yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Achaperekedza vanyoro munezvakarurama; Achadzidzisa vanyoro nzira yake.
Shona 2009?
Achaperekedza vanyoro munezvakarurama; Achadzidzisa vanyoro nzira yake.
Shona SUB 2002 Bible
Achaperekedza vanyoro mune zvakarurama; Achadzidzisa vanyoro nzira yake.