Psalms 26:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pisarema raDavidi. Nditoŋgerei Jehova, nokuti ndakafamba nokusanyeŋgera kwaŋgu; Ndakaʋimba ʋo naJehova ndisiŋganyunyuti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pisarema raDhavhidhi. [1] Nditongerei, imi Jehovha, nokuti ndakararama upenyu husina chahungapomerwa; ndakavimba naJehovha ndisingazungunuki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munamato womunhu asina mhosva TENZI ratidzai kuti handina mhosva nokuti ndakafamba muchokwadi uye ndakavimba nemi TENZI ndisingazunguziki
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nditongerei Jehovha, nokuti ndakafamba nokusanyengera kwangu; Ndakavimbawo naJehovha ndisinganyunyuti.
Shona 2009?
Nditongerei Jehovha, nokuti ndakafamba nokusanyengera kwangu; Ndakavimbawo naJehovha ndisinganyunyuti.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichenurei Jehovha, nokuti ndakafamba nokusanyengera kwangu; Ndakavimbawo naJehovha ndisinganyunyuti.