Psalms 26:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋunyoro bgenyu ʋuri pamberi pameso aŋgu, Ndakafamba muɀokwaɗi yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti rudo rwenyu rwuri pamberi pangu nguva dzose, uye ndinogara ndichifamba muzvokwadi yenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti mwoyochena wenyu ndinogara ndichiuona uye ndinofamba ndakatendeka kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti unyoro hwenyu huri pamberi pameso angu, Ndakafamba muzvokwadi yenyu.
Shona 2009?
Nokuti unyoro bwenyu huri pamberi pameso angu, Ndakafamba muchokwadi chenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti unyoro hwenyu huri pamberi pameso angu, Ndakafamba muzvokwadi yenyu.