Psalms 26:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova, ndinoɗa ʋugaro bgeimba yenyu, Nenɀimbo panogara kubginya kwenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoda imba yamunogara, imi Jehovha, nzvimbo inogara kubwinya kwenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI, ini ndinoda Imba yamunogara, nzvimbo inogara mbiri yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha, ndinoda hugaro hweimba yenyu, Nenzvimbo panogara kubwinya kwenyu.
Shona 2009?
Jehovha, ndinoda hugaro bweimba yenyu, Nenzvimbo panogara kubwinya kwenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha, ndinoda hugaro hweimba yenyu, Nenzvimbo panogara kubwinya kwenyu.