Psalms 27:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiŋgaɗai ndakafa haŋgu, kana ndisina‐kutenda kuti ndicaʋona kunaka kwaJehova Panyika yaʋapenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichine chokwadi neizvi zvokuti: ndichaona kunaka kwaJehovha munyika yavapenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinovimba kuti ndichaona kunaka kwaTENZI munyika yavapenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndingadai ndakafa hangu, kana ndisina kutenda kuti ndichaona kunaka kwaJehovha. Panyika yavapenyu.
Shona 2009?
Ndingadai ndakafa hangu, kana ndisina kutenda kuti ndichaona kunaka kwaJehovha. Panyika yavapenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndingadai ndakafa hangu, kana ndisina kutenda kuti ndichaona kunaka kwaJehovha. Panyika yavapenyu.