Psalms 27:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaiti ʋeɀakaipa ʋakati ʋaciʋuya kwandiri kuzodya nyama yaŋgu, Iʋo ʋadziʋisi ʋaŋgu naʋaʋeŋgi ʋaŋgu, ʋakagumburwa ʋakawa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vakaipa pavakauya kwandiri kuzodya nyama yangu, vavengi navadzivisi vangu pavanondirwisa, vanogumburwa ndokuwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana vakaipa vondirwisa vachitaura zvakaipa nezvangu. Mhandu navavengi vangu vachadzadzarika vagowira pasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vaiti vezvakaipa vakati vachiuya kwandiri kuzodya nyama yangu, Ivo vadzivisi vangu navavengi vangu, vakagumburwa vakawa.
Shona 2009?
Vaiti vezvakaipa vakati vachiuya kwandiri kuzodya nyama yangu, Ivo vadzivisi vangu navavengi vangu, vakagumburwa vakawa.
Shona SUB 2002 Bible
Vaiti vezvakaipa vakati vachiuya kwandiri kuzodya nyama yangu, Ivo vadzivisi vangu navavengi vangu, vakagumburwa vakawa.