Psalms 27:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paŋguʋa yamakati: Tȿakai ciso caŋgu; mŋoyo waŋgu wakati kwamuri: Ciso cenyu, Jehova, ndicacitȿaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwoyo wangu unoti kwandiri, “Tsvaka chiso chake!” Chiso chenyu, Jehovha, ndichachitsvaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi makati, “Tsvakai uso hwangu.” Mwoyo wangu unoti kwamuri, “Uso hwenyu TENZI ndihwo hwandinotsvaka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Panguva yamakati, “Tsvakai chiso changu;” mwoyo wakati kwamuri, “Chiso chenyu, Jehovha, ndichachitsvaka.”
Shona 2009?
Panguva yamakati, "Tsvakai chiso changu;" moyo wangu wakati kwamuri, "Chiso chenyu, Jehovha, ndichachitsvaka."
Shona SUB 2002 Bible
Panguva yamakati, “Tsvakai chiso changu;” mwoyo wakati kwamuri, “Chiso chenyu, Jehovha, ndichachitsvaka.”