Psalms 27:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Regai kundiʋanzira ciso cenyu; Musadziŋga muranda wenyu pakutsamŋa kwenyu; Makaŋga muri muɓatsiri waŋgu; Regai kundirasha, kana kundisiya, imi Mŋari muponesi waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Regai kundivanzira chiso chenyu, musadzinga muranda wenyu mukutsamwa; makanga muri mubatsiri wangu. Regai kundiramba kana kundisiya, imi Mwari Muponesi wangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musavanze uso hwenyu kwandiri musandidzinge nehasha ini muranda wenyu, ndimi mangamuri mubatsiri wangu. Musandisiye, musandirase, Mwari mununuri wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Regai kundivanzira chiso chenyu; Musadzinga muranda wenyu pakutsamwa kwenyu; Makanga muri mubatsiri wangu; Regai kundirasha, kana kundisiya, imi Mwari muponesi wangu.
Shona 2009?
Regai kundivanzira chiso chenyu; Musadzinga muranda wenyu pakutsamwa kwenyu; Makanga muri mubatsiri wangu; Regai kundirasha, kana kundisiya, imwi Mwari muponesi wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Regai kundivanzira chiso chenyu; Musadzinga muranda wenyu pakutsamwa kwenyu; Makanga muri mubatsiri wangu; Regai kundirasha, kana kundisiya, imi Mwari muponesi wangu.