Psalms 28:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pisarema raDavidi. Ndicaɗana kwamuri, Jehova; Ƌombo raŋgu, regai kundinyararira; Ɀimŋe, kana mukandinyararira, Ndiŋgafanana naʋanoɓurukira kugomba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pisarema raDhavhidhi. [1] Ndinodana kwamuri, imi Jehovha Dombo rangu; musandinyararira. Nokuti kana mukaramba munyerere, ini ndichaita savaya vakaburukira kugomba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munamato wokukumbira Rubatsiro Ndinodanidzira kwamuri TENZI imi dombo rangu musandinyararire nokuti mukandinyararira ndingaite savaya vadzika kunzvimbo yavakafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichadana kwamuri, Jehovha; Dombo rangu, regai kundinyararira; Zvimwe, kana mukandinyararira, Ndingafanana navanoburukira kugomba.
Shona 2009?
Ndichadana kwamuri, Jehovha; Dombo rangu, regai kundinyararira; Zvimwe, kana mukandinyararira, Ndingafanana navanoburukira kugomba.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichadana kwamuri, Jehovha; Dombo rangu, regai kundinyararira; Zvimwe, kana mukandinyararira, Ndingafanana navanoburukira kugomba.