Psalms 28:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inzwai inzwi remikumbiro yaŋgu, kana ndicicema kwamuri, Kana ndicisimudzira maʋoko aŋgu kunɀimbo yomukati yeimba yenyu tȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Inzwai kuchemera ngoni kwangu, sezvo ndichichemera rubatsiro kwamuri, sezvo ndichisimudza maoko angu ndakatarira kunzvimbo yenyu Tsvenetsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inzwaiwo izwi rokunamata kwangu pandinochemera rubatsiro kwamuri; pandinosimudza maoko angu ndakananga kunzvimbo yenyu inoera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Inzwai izwi remikumbiro yangu, kana ndichichema kwamuri, Kana ndichisimudzira maoko angu kunzvimbo yomukati yeimba yenyu tsvene.
Shona 2009?
Inzwai inzwi remikumbiro yangu, kana ndichichema kwamuri, Kana ndichisimudzira maoko angu kunzvimbo yomukati yeimba yenyu tsvene.
Shona SUB 2002 Bible
Inzwai izwi remikumbiro yangu, kana ndichichema kwamuri, Kana ndichisimudzira maoko angu kunzvimbo yomukati yeimba yenyu tsvene.