Psalms 28:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musandibvuta pamŋe cete naʋakaipa, Naʋanoita ɀakashata; Iʋo, ʋanotaura rugare kunaʋaʋanogara naʋo, Asi ɀakashata ɀiri mumŋoyo maʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musandikwekweredzera kure pamwe chete navakaipa, naavo vanoita zvakaipa, vanotaura rugare navavakidzani vavo asi vakaviga zvakaipa mumwoyo yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musandibatanidzire pamwechete navakaipa navanhu vanoita zvakaipa vanotaura zvakanaka navamwe vavo asi mumwoyo muine zvakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musandibvuta pamwechete navakaipa, Navanoita zvakashata; Ivo vanotaura rugare kuna vavanogara navo, Asi zvakashata zviri mumwoyo mavo.
Shona 2009?
Musandibvuta pamwechete navakaipa, Navanoita zvakashata; Ivo vanotaura rugare kuna vavanogara navo, Asi zvakashata zviri mumoyo mavo.
Shona SUB 2002 Bible
Musandibvuta pamwechete navakaipa, Navanoita zvakashata; Ivo vanotaura rugare kuna vavanogara navo, Asi zvakashata zviri mumwoyo mavo.