Psalms 28:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀaʋasina‐kuraŋgarira maɓasa aJehova, Neɀaakaɓata namaʋoko ake, Iye ucaʋaputsa, akasaʋaʋaka ɀe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sezvo vasina hanya namabasa aJehovha uye nezvakaitwa namaoko ake, achavaputsira pasi akasavavakazve.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pokuti havana han'a namabasa aTENZI kana nebasa ramaoko ake, achavaparadza agorega kuvavakazve.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvavasina kurangarira mabasa aJehovha, Nezvaakabata namaoko ake, Iye achavaputsa, akasavavakazve.
Shona 2009?
Zvavasina kurangarira mabasa aJehovha, Nezvaakabata namaoko ake, Iye achavaputsa, akasavavakazve.
Shona SUB 2002 Bible
Zvavasina kurangarira mabasa aJehovha, Nezvaakabata namaoko ake, Iye achavaputsa, akasavavakazve.