Psalms 28:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova ŋgaaʋoŋgwe, Nokuti wakanzwa inzwi rokukumbira kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha ngaarumbidzwe, nokuti akanzwa kuchemera kwangu ngoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI ngaarumbidzwe nokuti akanzwa izwi rokuteterera kwangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha ngaavongwe, Nokuti akanzwa izwi rokukumbira kwangu.
Shona 2009?
Jehovha ngaavongwe, Nokuti akanzwa inzwi rokukumbira kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha ngaavongwe, Nokuti akanzwa izwi rokukumbira kwangu.