Psalms 29:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inzwi raJehova rinoɓerekesa nondo, Rinoȿuʋura miti yamatondo; Nomutembere yake ɀose ɀinoti: Kubginya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Inzwi raJehovha rinomonyorora miouki uye rinosvuura sango rigosara rati hwe-e. Uye mutemberi yake zvose zvinodana zvichiti, “Kubwinya!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izwi raTENZI rinozunza mioku rinokwazhaura masango uye mutemberi yake vose vanodaidzira kuti, “Mbiri!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Izwi raJehovha rinoberekesa nondo, Rinosvuura miti yamatondo; Nomutemberi yake zvose zvinoti, “Kubwinya.”
Shona 2009?
inzwi raJehovha rinoberekesa nondo, Rinosvuura miti yamatondo; Nomutemberi yake zvose zvinoti, "Kubwinya."
Shona SUB 2002 Bible
Izwi raJehovha rinoberekesa nondo, Rinosvuura miti yamatondo; Nomutemberi yake zvose zvinoti, “Kubwinya.”