Psalms 3:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pisarema raDavidi paŋguʋa yokutiza kwake Absaromi mŋanakomana wake. Haiwa Jehova, ʋadziʋisi ʋaŋgu ʋawanda sei! Ʋazhinji ʋanondimukira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pisarema raDhavhidhi. Panguva yaakatiza Abhusaromu mwanakomana wake. [1] Haiwa Jehovha, vadzivisi vangu vakawanda sei! Vakawanda sei vanondimukira!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rwiyo rwaDhavhidhi paaitiza mwana wake Abhusaromu. Nhai TENZI, kuwanda here ikoko kwakaita mhandu dzangu! Vazhinji vavakundimukira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa Jehovha, vadzivisi vangu vawanda sei! Vazhinji vanondimukira.
Shona 2009?
Haiwa Jehovha, vadzivisi vangu vawanda sei! Vazhinji vanondimukira.
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa Jehovha, vadzivisi vangu vawanda sei! Vazhinji vanondimukira.