Psalms 3:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Simukai, Jehova; ndirwirei, Mŋari waŋgu; Nokuti makaroʋa ʋaʋeŋgi ʋaŋgu ʋose pashaya dzaʋo; Makavuna meno aʋakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Simukai, imi Jehovha! Ndirwirei, imi Mwari wangu! Rovai vavengi vangu vose pashaya; gurai meno avakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Simukai TENZI, ndinunureiwo Mwari wangu nokuti imi, munorova mhandu dzangu dzose padama. Vakaipa munovagura meno.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Simukai, Jehovha; ndirwirei, Mwari wangu; Nokuti makarova vavengi vangu vose pashaya dzavo; Makavhuna meno avakaipa.
Shona 2009?
Simukai, Jehovha; ndirwirei, Mwari wangu; Nokuti makarova vavengi vangu vose pashaya dzavo; Makavhuna meno avakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Simukai, Jehovha; ndirwirei, Mwari wangu; Nokuti makarova vavengi vangu vose pashaya dzavo; Makavhuna meno avakaipa.