Psalms 30:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pisarema; rwiyo pakutsaurira Jehova imba; Pisarema raDavidi. Ndicakukudzai ɀikuru, Jehova; nokuti makandisimudza, Hamuna‐kutendera ʋaʋeŋgi ʋaŋgu kufara nokuɗa kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pisarema. Rwiyo rwokukumikidza temberi. Pisarema raDhavhidhi. [1] Ndichakukudzai imi Jehovha, nokuti makandisimudza kubva pakadzika, uye hamuna kutendera vavengi vangu kuti vafare pamusoro pangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munamato wokutenda Ndinokurumbidzai TENZI nokuti makandinyurura uye nokuti hamuna kurega vavengi vangu vachindidadira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichakukudzai zvikuru, Jehovha; nokuti makandisimudza, Hamuna kutendera vavengi vangu kufara nokuda kwangu.
Shona 2009?
Ndichakukudzai zvikuru, Jehovha; nokuti makandisimudza, Hamuna kutendera vavengi vangu kufara nokuda kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichakukudzai zvikuru, Jehovha; nokuti makandisimudza, Hamuna kutendera vavengi vangu kufara nokuda kwangu.