Psalms 30:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuti mŋeya waŋgu ukuimbirei nziyo dzokurumbidza, urege kunyarara. Jehova Mŋari waŋgu, ndicakuʋoŋgai nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti mwoyo wangu ukuimbirei ugorega kunyarara. Haiwa Jehovha Mwari wangu, ndichakuvongai nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuitira kuti ndikuimbirei ndichirumbidza mbiri yenyu ndirege kunyarara TENZI Mwari wangu ndinokutendai nokusingaperi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuti mweya wangu ukuimbirei nziyo dzokurumbidza, urege kunyarara. Jehovha Mwari wangu, ndichakuvongai nokusingaperi.
Shona 2009?
Kuti mweya wangu ukuimbirei nziyo dzokurumbidza, urege kunyarara. Jehovha Mwari wangu, ndichakuvongai nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Kuti mweya wangu ukuimbirei nziyo dzokurumbidza, urege kunyarara. Jehovha Mwari wangu, ndichakuvongai nokusingaperi.