Psalms 30:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi Jehova, neŋgoni dzenyu makamisa gomo raŋgu nesimba; Makaʋanza ciso cenyu; ini ndikatambudzika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha, pamakandinzwira tsitsi, makaita kuti gomo rangu rimire rakasimba; asi pamakavanza chiso chenyu, ini ndakavhunduka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nomwoyochena wenyu TENZI, makandimisa kuita gomo chairo kusimba, makazongoti uso hwenyu vanzei, ndakabva ndabatwa nokutya
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi Jehovha, nengoni dzenyu makamisa gomo rangu nesimba; Makavanza chiso chenyu; ini ndikatambudzika.
Shona 2009?
Imwi Jehovha, nengoni dzenyu makamisa gomo rangu nesimba; Makavanza chiso chenyu; ini ndikatambudzika.
Shona SUB 2002 Bible
Imi Jehovha, nengoni dzenyu makamisa gomo rangu nesimba; Makavanza chiso chenyu; ini ndikatambudzika.