Psalms 30:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakacema kwamuri, Jehova; Ʋuye ndakakumbira kunaJehova;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakadana kwamuri, imi Jehovha; ndakachemera nyasha kuna Jehovha ndichiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakachema kwamuri TENZI. Ndakanamata kwamuri TENZI.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakachema kwamuri, Jehovha; Uye ndakakumbira kuna Jehovha;
Shona 2009?
Ndakachema kwamuri, Jehovha; Uye ndakakumbira kuna Jehovha;
Shona SUB 2002 Bible
Ndakachema kwamuri, Jehovha; Uye ndakakumbira kuna Jehovha;