Psalms 31:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndaʋa cinhu cinoɀidzwa nemhaka yaʋadziʋisi ʋaŋgu ʋose, Ɀirokwaɀo, ɀikuru kunaʋandinogara naʋo, necinotyisa kuʋazikani ʋaŋgu; Ʋakandiʋona kunze ʋakanditiza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwavavengi vangu, ndava chinhu chinovengwa navavakidzani vangu; ndava chinhu chinotyisa kushamwari dzangu; vanondiona munzira dzomumisha vanonditiza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinozvidzwa navavengi vangu vose, chinhu chinoshoreka kwazvo kuva vavakidzani vangu. Vazivikanwi vangu vavakutonditya vanondiona mumugwagwa vanonditiza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndava chinhu chinozvidzwa nemhaka yavadzivisi vangu vose, Zvirokwazvo, zvikuru kuna vandinogara navo, nechinotyisa kuvazikani vangu; Vakandiona kunze vakanditiza.
Shona 2009?
Ndava chinhu chinozvidzwa nemhaka yavadzivisi vangu vose, Zvirokwazvo, zvikuru kuna vandinogara navo, nechinotyisa kuvazikani vangu; Vakandiona kunze vakanditiza.
Shona SUB 2002 Bible
Ndava chinhu chinozvidzwa nemhaka yavadzivisi vangu vose, Zvirokwazvo, zvikuru kuna vandinogara navo, nechinotyisa kuvazikani vangu; Vakandiona kunze vakanditiza.