Psalms 31:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaŋganikwa sowakafa usati acafuŋgwa; Ndaʋa somudziyo wakaputsika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakanganwikwa navo sendakafa; ndafanana nehari yakaputsika,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakatokanganikwa somunhu akafa. Ndaita somudziyo wakapwanyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakanganikwa sowakafa asati achafungwa; Ndava somudziyo wakaputsika.
Shona 2009?
Ndakanganikwa sowakafa asati achafungwa; Ndava somudziyo wakaputsika.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakanganikwa sowakafa asati achafungwa; Ndava somudziyo wakaputsika.