Psalms 31:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakanzwa ʋazhinji ʋaci ndi pomera, Ɀinotyisa kumatiʋi ose; Pakuraŋgana kwaʋo pamsoro paŋgu Ʋakafuŋga mano kuti ʋanditorere ʋupenyu bgaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti ndinonzwa guhwa ravazhinji; kumativi ose kune zvinotyisa; vanorangana pamusoro pangu uye vanoronga kundiuraya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti ndiri kunzwa vazhinji vachiita kazevezeve; mativi ose zvangove zvinotyisa. Pavanorangana zvokundirwisa vachirangana zvokuda kundiuraya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakanzwa vazhinji vachindipomera, Zvinotyisa kumativi ose; Pakurangana kwavo pamusoro pangu Vakafunga mano kuti vanditorere upenyu hwangu.
Shona 2009?
Ndakanzwa vazhinji vachindipomera, Zvinotyisa kumativi ose; Pakurangana kwavo pamusoro pangu Vakafunga mano kuti vanditorere upenyu hwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakanzwa vazhinji vachindipomera, Zvinotyisa kumativi ose; Pakurangana kwavo pamusoro pangu Vakafunga mano kuti vanditorere upenyu hwangu.