Psalms 31:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndakaʋimba nemi Jehova; Ndakati: Ndimi Mŋari waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndinovimba nemi, imi Jehovha; ndinoti, “Ndimi Mwari wangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ini ndinovimba nemi TENZI ndinoti ndimi Mwari wangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ndakavimba nemi Jehovha; Ndakati, “Ndimi Mwari wangu.”
Shona 2009?
Asi ndakavimba nemwi Jehovha; Ndakati, "Ndimi Mwari wangu."
Shona SUB 2002 Bible
Asi ndakavimba nemi Jehovha; Ndakati, “Ndimi Mwari wangu.”