Psalms 31:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgandirege kunyadziswa, Jehova; nokuti ndakaɗana kwamuri; Ʋakaipa ŋgaʋanyadziswe, ŋgaʋanyarare paSheori.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha, itai kuti ndisanyadziswa, nokuti ndakadana kwamuri; asi vakaipa ngavanyadziswe uye vavate vakati mwiro muguva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musaite kuti ndinyadziswe, TENZI nokuti ndinochema kwamuri. Vakaipa ngavave ivo vanonyadziswa ngavadzike kunzvimbo yavakafa chinyarire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ngandirege kunyadziswa, Jehovha; nokuti ndakadana kwamuri; Vakaipa ngavanyadziswe, ngavanyarare paSheori.
Shona 2009?
Ngandirege kunyadziswa, Jehovha; nokuti ndakadana kwamuri; Vakaipa ngavanyadziswe, ngavanyarare paSheori.
Shona SUB 2002 Bible
Ngandirege kunyadziswa, Jehovha; nokuti ndakadana kwamuri; Vakaipa ngavanyadziswe, ngavanyarare paSheori.