Psalms 31:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndibvutei pamumbure waʋakandidzikira pakaʋanda; Nokuti ndimi nhare yaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndisunungurei pamusungo wandakadzikirwa, nokuti imi muri utiziro hwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nditakanurei mumambure andateerwa zvakavanzika nokuti ndimi diziro rangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndibvutei pamumbure wavakandidzikira pakavanda; Nokuti ndimi nhare yangu.
Shona 2009?
Ndibvutei pamumbure wavakandidzikira pakavanda; Nokuti ndimi nhare yangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndibvutei pamumbure wavakandidzikira pakavanda; Nokuti ndimi nhare yangu.